Genesi 33:3 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Iye amene akapfuʋura aciʋatuŋgamirira, akakotamira pasi kaŋomŋe, kuȿikira asweɗera pedyo nomukuru wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Iye pachake akapfuura achivatungamirira, akakotamira pasi kanomwe, kusvikira aswedera pedyo nomukuru wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Iye Jakobho akavatungamirira, achiswedera kune mukoma wake akamugwadamira pasi kanomwe kudzamara azosvika kwaaiva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Iye Jakobho akavatungamirira, achiswedera kune mukoma wake akamugwadamira pasi kanomwe kudzamara azosvika kwaaiva. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Iye pachake akatungamira mberi akakotamira pasi kanomwe paakanga oswedera kumukoma wake. See the chapter |