Genesi 32:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jakobo akatya kwaɀo, akatambudzika; akaparadzanisa ʋanhu ʋaakaŋga anaʋo, namakwai neŋombe namakamera, akaita mapoka maʋiri; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Jakobho akatya kwazvo, akatambudzika; akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo, namakwai nemombe namakamera, akaita mapoka maviri; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Jakobho akabva atya akatambudzika mumwoyo zvikuru, akakamura vanhu vavaiva navo nezvipfuwo nemombe nengamera ndokuita mapoka maviri, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Jakobho akabva atya akatambudzika mumwoyo zvikuru, akakamura vanhu vavaiva navo nezvipfuwo nemombe nengamera ndokuita mapoka maviri, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Jakobho akatya zvikuru uye akatambudzika, akaparadzanisa vanhu vaakanga anavo mumapoka maviri, uye makwai nemombe nengamerawo. See the chapter |