Online Bible

- Advertisements -




Genesi 32:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nhume dzikadzokera kunaJakobo, dzikati: Takandoȿika kumukuru wenyu Esau; naiye unoʋuya kuzosoŋgana nemi anaʋarume ʋanamazana manna.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nhume dzikadzokera kuna Jakobho, dzikati, “Takandosvika kumukuru wenyu Esau; naiye anouya kuzosangana nemi ana varume vana mazana mana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nhume idzi padzakadzokera kuna Jakobho dzakamutaurira kuti, “Takasvika kune mukoma wenyu, Esau. Zvino naiyewo ava munzira namazana mana avarume kuzosangana nemi.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nhume dzakati dzadzoka kuna Jakobho, dzakati kwaari, “Takaenda kumukoma wenyu Esau, uye ari kuuya zvino kuzosangana nemi, uye ana varume mazana mana.”

See the chapter Copy




Genesi 32:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements