Online Bible

- Advertisements -




Genesi 32:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Akaʋaraira, akati: Taurai nashe waŋgu, Esau, muti: Ɀanzi nomuranda wenyu Jakobo: Ndakaŋga ndiri mutorwa kunaRabani, ndikagara’ko kuȿikira ɀino;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Akavaraira, akati, “Taurai nashe wangu, Esau, muti, ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, ndakanga ndiri mutorwa kuna Rabhani, ndikagarako kusvikira zvino;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Akadzirayira achiti, “Endai kuna changamire wangu Esau mumutaurire kuti, ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, ndanga ndiri kwaRabhani kwandanga ndigere kusvikira iye zvino.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Akadzirayira achiti, “Endai kuna changamire wangu Esau mumutaurire kuti, ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, ndanga ndiri kwaRabhani kwandanga ndigere kusvikira iye zvino.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Akavarayira akati, “Izvi ndizvo zvamunofanira kutaura kuna tenzi wangu Esau kuti: ‘Zvanzi nomuranda wenyu Jakobho, Ndakanga ndichigara naRabhani uye ndakagarako kusvikira zvino.

See the chapter Copy




Genesi 32:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements