Online Bible

- Advertisements -




Genesi 31:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino wakanzwa mashoko aʋanakomana ʋaRabani, ʋaciti: Jakobo watora ɀose ɀaiʋa ɀaɓaɓa ʋeɗu; waɀiwanira fuma yose iyi kuneɀaiʋa ɀaɓaɓa ʋeɗu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jakobho akanzwa mashoko avanakomana vaRabhani, vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu; azviwanira pfuma yose iyi kune zvaiva zvababa vedu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Jakobho akanzwa vanakomana vaRabhani vachiti, “Jakobho akatora zvinhu zvose zvakanga zviri zvababa vedu. Upfumi hwose uhwu akahuwana pazvinhu zvaiva zvababa vedu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Jakobho akanzwa vanakomana vaRabhani vachiti, “Jakobho akatora zvinhu zvose zvakanga zviri zvababa vedu. Upfumi hwose uhwu akahuwana pazvinhu zvaiva zvababa vedu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.”

See the chapter Copy




Genesi 31:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements