Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Naiye Abrahama akamhanyira kuŋombe, akatora mhuru inenyama yakapfaʋa, yakanaka, akapa muranda wake; iye akakurumidza kuigadzira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Naiye Abhurahamu akamhanyira kumombe, akatora mhuru ine nyama yakapfava, yakanaka, akapa muranda wake, iye akakurumidza kuigadzira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Abhurahamu akamhanyira kumombe, ndokusarudza chimhuru chine nyama yakanaka yakapfava akaipa muranda wake kuti avagadzirire.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Abhurahamu akamhanyira kumombe, ndokusarudza chimhuru chine nyama yakanaka yakapfava akaipa muranda wake kuti avagadzirire.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Ipapo iye akamhanyira kumombe akandosarudza mhuru yakaisvonaka, akaipa kumuranda, uyo akakurumidza kuigadzira.

See the chapter Copy




Genesi 18:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements