Genesi 18:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ŋgaʋaʋuye nemvura shomanene, mushambidze tsoka dzenyu, muzorore pasi pomuti; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ngavauye nemvura shomanana, mushambidze tsoka dzenyu, muzorore pasi pomuti; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Regai ndikupei tumvura, mushambe tsoka dzenyu mumbozorora zvenyu munyasi memuti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Regai ndikupei tumvura, mushambe tsoka dzenyu mumbozorora zvenyu munyasi memuti, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Regai muvigirwe mvura shoma, mugoshamba tsoka dzenyu mose uye mugozorora pasi pomuti uyu. See the chapter |