Online Bible

- Advertisements -




Genesi 18:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ipapo Jehova akabva, apedza kutaura naAbrahama; naAbrahama wakadzokera kumba kwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ipapo Jehovha akabva, apedza kutaura naAbhurahamu; naAbhurahamu akadzokera kumba kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Tenzi paakapedza kutaura naAbhurahamu akabva aenda zvake, Abhurahamu ndokudzokerawo zvake kwake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Tenzi paakapedza kutaura naAbhurahamu akabva aenda zvake, Abhurahamu ndokudzokerawo zvake kwake.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Jehovha akati apedza kutaura naAbhurahama, akabva, uye Abhurahama akadzoka kumba kwake.

See the chapter Copy




Genesi 18:33

Follow us:

Advertisements


Advertisements