Genesi 16:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Sarai akati kunaAbrama: Tarira, Jehova wakandikonesa kuɓereka; pinda hako kumurandakadzi waŋgu, ɀimŋe ndiŋgawana ʋana naye. Abrama akaterera shoko raSarai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Sarai akati kuna Abhuramu, “Tarira Jehovha wakandikonesa kubereka, pinda hako kumurandakadzi wangu, zvimwe ndingawana vana naye.” Abhuramu akateerera shoko raSarai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Sarai akati kuna Abhuramu, “Tenzi akandinyima mwana. Wadii kutorana zvako nomuranda wangu. Zvimwe ndiye angazondiberekerawo vana.” Abhuramu akanzwa zvakataurwa naSarai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 saka akati kuna Abhurama, “Jehovha akandikonesa kubereka vana. Enda hako undovata nomurandakadzi wangu; zvimwe ndingaita mhuri kubudikidza naye.” Abhurama akabvuma zvakanga zvataurwa naSarai. See the chapter |