Genesi 11:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋakati ʋacitamira mabvazuʋa, ʋakawana ɓani munyika yeShinari, ʋakagara’ko. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vakati vachitamira mabvazuva, vakawana bani munyika yeShinari, vakagarako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mukutamatama kwaiita vanhu kumabvazuva, vakazondogara vakaita musha wavo mubani reShinari kuBhabhironi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vanhu vakati vachitamira kumabvazuva, vakawana bani romuShinari vakagaramo. See the chapter |