Online Bible

- Advertisements -




Estere 4:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 akaȿika ʋo pamberi pesuʋo ramambo; nokuti wakafuka magumbu haana‐kutenderwa kupinda pasuʋo ramambo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 akasvikawo pamberi pesuo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuo ramambo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Akandosvika mberi kwesuo guru rokwamambo asi haana kupinda nokuti hapana aikwanisa kupinda pasuo guru rokwamambo akapfeka masaga.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Asi akangosvika pasuo ramambo chete, nokuti munhu akapfeka masaga akanga asingabvumirwi kupinda.

See the chapter Copy

Shona BIBLE

2 akasvikawo pamberi pesuwo ramambo; nokuti akafuka masaga haana kutenderwa kupinda pasuwo ramambo.

See the chapter Copy




Estere 4:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements