Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 9:34 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Ɀino Farao wakati aʋona kuti mvura necimvuramabge nokutinhira ɀanyarara, akawedzera kutadza, akawomesa mŋoyo wake, iye naʋaranda ʋake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa mwoyo wake, iye navaranda vake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Faro akati aona kuti mvura nechimvuramabwe uye nokutinhira zvapera, akatadzazve: Iye namachinda ake vakaomesa mwoyo yavo.

See the chapter Copy




Eksodo 9:34

Follow us:

Advertisements


Advertisements