Eksodo 9:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Mosesi akati kwaari: Kana ndaŋgoɓuɗa paguta, ndicatambanudzira maʋoko aŋgu kunaJehova; ipapo kutinhira kucanyarara, necimvuramabge hacicazoʋi’po; mucaziʋa kuti nyika yose ndeyaJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda paguta, ndichatambanudzira maoko angu kuna Jehovha; ipapo kutinhira kuchanyarara, nechimvuramabwe hachizovipo; muchaziva kuti nyika yose ndeyaJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda muguta muno, ndichasimudza maoko angu kuna Tenzi. Ipapo kutinhira kwemheni kuchanyarara, chimvuramahwe chichibva chapera. Ndipo pamunozoziva kuti pasi pano pose ndepaTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mosesi akati kwaari, “Kana ndangobuda muguta muno, ndichasimudza maoko angu kuna Tenzi. Ipapo kutinhira kwemheni kuchanyarara, chimvuramahwe chichibva chapera. Ndipo pamunozoziva kuti pasi pano pose ndepaTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mozisi akapindura akati, “Pandichabuda muguta, ndichatambanudza maoko angu ndichinyengetera kuna Jehovha. Mutinhiro uchapera uye hakuchazovazve nechimvuramabwe, kuti ugoziva kuti nyika ndeyaJehovha. See the chapter |