Eksodo 9:27 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Farao akatuma ʋanhu kundoɗana Mosesi naAroni, akati kwaʋari: Ŋguʋa ino ndatadza; Jehova wakarurama, asi ini naʋaranda ʋaŋgu takaipa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Farao akatuma vanhu kundodana Mosesi naAroni, akati kwavari, “Nguva ino ndatadza; Jehovha akarurama, asi ini navaranda vangu takaipa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ipapo Farao akatuma vanhu kundodaidza Mosesi naAroni achiti, “Rwendo runo, ndakatadza zvikuru. Tenzi ndiye mururami, ini navanhu vangu ndisu vatadzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Faro akadana Mozisi naAroni akati, “Nguva ino ndatadza. Jehovha ndiye akarurama asi ini navanhu vangu hatina kururama. See the chapter |