Eksodo 8:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Farao akaɗana Mosesi naAroni, akati: Nyeŋgeterai kunaJehova kuti abvise mataca kwandiri nokuʋanhu ʋaŋgu, nditendere ʋanhu kuenda kundoɓayira Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Farao akadana Mosesi naAroni, akati, “Nyengeterai kuna Jehovha kuti abvise matatya kwandiri nokuvanhu vangu, nditendere vanhu kuenda kundobayira Jehovha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Ndikumbirireiwo kuna Tenzi kuti andibvisirewo zvangu ini navanhu vangu, matafi aya, ini ndigobvumidzawo vaIsiraeri kundopira zvavo Tenzi chibayiro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Farao akadaidza Mosesi naAroni akati, “Ndikumbirireiwo kuna Tenzi kuti andibvisirewo zvangu ini navanhu vangu, matafi aya, ini ndigobvumidzawo vaIsiraeri kundopira zvavo Tenzi chibayiro.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Faro akadana Mozisi naAroni akati, “Nyengeterai kuna Jehovha kuti abvise matatya aya kwandiri uye nokuvanhu vangu, uye ini ndichatendera vanhu venyu kuti vaende kundobayira zvipiriso kuna Jehovha.” See the chapter |