Eksodo 8:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kana ukaramba kuʋatendera, tarira, ndicaroʋa nyika yako yose namataca; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Kana ukaramba kuvatendera, tarira, ndicharova nyika yako yose namatatya; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Chinzwa, kana ukavarambidza kuenda, ndichapa nyika ino dambudziko rebvakanyira ramatafi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kana ukaramba kuti vaende, ndichatambudza nyika yako yose namatatya. See the chapter |