Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 8:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Pinda kunaFarao, uti kwaari: Ɀanzi naJehova: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandondinamata.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Pinda kuna Farao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, tendera vanhu vangu kuenda vandondinamata.’

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Tenzi ndokubva ataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao undoti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Tenzi ndokubva ataurira Mosesi achiti, “Enda kuna Farao undoti zvanzi naTenzi, ‘Rega vanhu vangu vaende vandondinamata.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Enda kuna Faro undoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata.

See the chapter Copy




Eksodo 8:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements