Eksodo 40:37 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Asi kana gore risina‐kukwidzwa, haʋana‐kufamba, kuȿikira musi warinozokwidzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Asi kana gore risina kukwidzwa, havana kufamba, kusvikira musi warinozokwidzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi kana gore iroro rainge risina kubviswapo, havaizosimudzira rwendo rwavo kusvikira zuva rarainge rabviswapo, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi kana gore iroro rainge risina kubviswapo, havaizosimudzira rwendo rwavo kusvikira zuva rarainge rabviswapo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 asi kana gore risina kubva, vakanga vasingafambi, kusvikira pazuva rarinosimuka. See the chapter |