Eksodo 39:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Yakaŋga inenhiʋi inna dzakaenzana; ʋakaita homboɗo yecifuʋa inemheto mbiri; kureɓa kwayo kwakaŋga kwakaita sapanoȿika minwe, noʋupamhi bgayo sapanoȿika minwe ʋo, inemheto mbiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Yakanga ine nhivi ina dzakaenzana; vakaita hombodo yechipfuva ine mheto mbiri; kureba kwayo kwakanga kwakaita sapanosvika minwe, noupamhi hwayo sapanosvika minwewo, ine mheto mbiri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Yaive yakapetwa ruviri, iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo kuchiita masendimita makumi maviri ana masendimita maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Yaive yakapetwa ruviri, iine mativi mana akaenzana. Kureba nokufara kwayo kuchiita masendimita makumi maviri ana masendimita maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Chakanga chakaenzana mativi acho ose ari mana, chakaenzana nechanza paurefu uye chakaenzana nechanza paupamhi uye chakapetwa kaviri. See the chapter |