Eksodo 38:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaita ʋo ruʋazhe; kurutiʋi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakaŋga kuneɀirembedzwa ɀemiceka yakaiȿo‐naka yakarukwa, makubiti anezana; See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akaitawo ruvanze; kurutivi rwezasi, rwakatarira zasi, kwakanga kunezvirembedzwa zvemicheka yakaisvonaka yakarukwa, makubhiti ane zana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akagadzira nhandare: machira okuikomberedza nawo okuchamhembe erineni akanakisisa aiva noupamhi hunoita mamita makumi mana ana mamita mana. Iwayo aiita mamita makumi mana ana mana. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Pashure vakaita ruvazhe. Rutivi rwezasi rwakanga rwakareba makubhiti zana uye rwaiva nezvidzitiro zvomucheka wakarukwa zvakaisvonaka, See the chapter |