Eksodo 36:9 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Kureɓa kwejira rimŋe kwaiʋa makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe makubiti manna; macira ose akaŋga akaenzana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Kureba kwejira rimwe kwaiva makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe makubhiti mana; machira ose akanga akaenzana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Machira acho ose akanga akaenzana, urefu hwawo hwaiita mamita gumi namaviri, hwasha hwawo huchiita mamita maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Zvidzitiro zvose zvakanga zvakaenzana, zvakareba makubhiti makumi maviri namasere uye makubhiti mana paupamhi. See the chapter |