Eksodo 35:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mosesi akataura neʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri, akati: Ndico cinhu cakarairwa naJehova, aciti: See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Mosesi akataura neungano yose yavana vaIsiraeri, akati, “Ndicho chinhu chakarairwa naJehovha, achiti, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mosesi akataurirawo gungano rose ravaIsiraeri kuti, “Hechinoi chirevo chakatemwa naTenzi chinoti: See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mosesi akataurirawo gungano rose ravaIsiraeri kuti, “Hechinoi chirevo chakatemwa naTenzi chinoti: See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mozisi akati kuungano yose yavaIsraeri, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha: See the chapter |