Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 35:24 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Mumŋe nomumŋe waigona kuripa cipo cesirveri necendarira wakaʋuya necipo caJehova; mumŋe nomumŋe waiʋa namatanda omuakasia, aʋaigona kuɓata nawo, wakaʋuya nawo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Mumwe nomumwe waigona kuripa chipo chesirivha nechendarira wakauya nechipo chaJehovha; mumwe nomumwe waiva namatanda omuakasia, avaigona kubata nawo, wakauya nawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Munhu wose aikwanisa kuunza chipo chesirivha kana chendarira akachiunza sechipo kuna Tenzi. Munhu wose ainge ane mapango omuunga aigona kuitiswa basa raimomo akauya nawo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Munhu wose aikwanisa kuunza chipo chesirivha kana chendarira akachiunza sechipo kuna Tenzi. Munhu wose ainge ane mapango omuunga aigona kuitiswa basa raimomo akauya nawo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Vaya vaipa chipiriso chesirivha kana ndarira vakauya nazvo sechipiriso kuna Jehovha, uye vose vaiva namatanda omuunga echikamu chipi zvacho chebasa vakauya nawo.

See the chapter Copy




Eksodo 35:24

Follow us:

Advertisements


Advertisements