Eksodo 33:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Uti kuʋana ʋaIsraeri: Muri ʋanhu ʋanemitsipa mikukutu; kana ndikapinda pakati penyu ciŋguʋa cimŋe ciɗuku‐ɗuku, ndiŋgakuparadzai; naiɀoɀo bvisai ɀishoŋgo ɀenyu ɀino, ndiziʋe candiŋgakuitirai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Uti kuvana vaIsiraeri, ‘Muri vanhu vane mitsipa mikukutu; kana ndikapinda pakati penyu chinguva chimwe chiduku-duku, ndingakuparadzai; naizvozvo bvisai zvishongo zvenyu zvino, ndizive chandingakuitirai.’ ” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuvaIsiraeri, ‘Imi muri tsvuuramuromo dzavanhu, kana ndikaenda ndiri pakati penyu, kunyange kwakanguva kaduku ndingakutsakatisei.’ Zvino chibvisai zvishongo zvenyu zvendarama, ndigozoona zvangu zvandichaita nemi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Tenzi akati kuna Mosesi, “Iti kuvaIsiraeri, ‘Imi muri tsvuuramuromo dzavanhu, kana ndikaenda ndiri pakati penyu, kunyange kwakanguva kaduku ndingakutsakatisei.’ Zvino chibvisai zvishongo zvenyu zvendarama, ndigozoona zvangu zvandichaita nemi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti Jehovha akanga ati kuna Mozisi, “Taurira vaIsraeri uti, ‘Muri vanhu vane mitsipa mikukutu. Kana dai ndingaende nemi kunyange kwenguva duku, ndingakuparadzai. Zvino bvisai zvishongo zvenyu uye ini ndichafunga zvokuita nemi.’ ” See the chapter |