Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 33:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa mashoko iwayo akaipa, ʋakacema; kwakaŋga kusinomunhu wakashoŋga ɀishoŋgo ɀake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vanhu vakati vachinzwa mashoko iwayo akaipa, vakachema; kwakanga kusina munhu wakashonga zvishongo zvake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko akaipa kudai, vakachema. Vose vakarega kupfeka zvishongo zvavo zvendarama.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vanhu vakati vachinzwa mashoko anotambudza aya, vakatanga kuchema uye hapana munhu akashonga zvinoyevedza.

See the chapter Copy




Eksodo 33:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements