Eksodo 32:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino wakati asweɗera kumisasa, akaʋona mhuru nokutamba. Ipapo shuŋgu dzaMosesi dzikamuka, akakanda mahwendefa aiʋa mumaʋoko ake pasi, akaaputsa mujiŋga megomo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Zvino wakati aswedera kumisasa, akaona mhuru nokutamba. Ipapo shungu dzaMosesi dzikamuka, akakanda mahwendefa aiva mumaoko pasi, akaaputsa mujinga megomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Paakazosvika pedyo namatendhe Mosesi akaona chimhuru chiya navanhu vakanga vachitamba, ndokubva aviruka nehasha. Pakarepo akakanda pasi mafendefa aakanga akatakura ndokubva apwanyika mujinga megomo imomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Paakazosvika pedyo namatendhe Mosesi akaona chimhuru chiya navanhu vakanga vachitamba, ndokubva aviruka nehasha. Pakarepo akakanda pasi mafendefa aakanga akatakura ndokubva apwanyika mujinga megomo imomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mozisi akati aswedera pamusasa akaona mhuru uye nokutamba, kutsamwa kwake kukavira uye akakanda mahwendefa achibva mumaoko ake, akaaputsa kuita zvidimbu zvidimbu pajinga regomo. See the chapter |