Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 30:33 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Aninani unoveŋganisa mafuta akafanana nawo, ʋuye aninani unoisa mamŋe awo pamutorwa, ŋgaabviswe pakati porudzi rwake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ani naani unovhenganisa mafuta akafanana nawo, uye ani naani unoisa mamwe awo pamutorwa, ngaabviswe pakati porudzi rwake.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Kuwana anogadzira mafuta akaita saiwaya kana kudira mafuta anoera aya pamunhu asiri mupristi, munhu iyeyo ngaachekaniswe ukama navaIsiraeri.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ani naani anoita mafuta anonhuhwira akafanana nawo uye ani naani anoaisa pamunhu upi zvake kunze kwomuprista anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.’ ”

See the chapter Copy




Eksodo 30:33

Follow us:

Advertisements


Advertisements