Eksodo 30:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Uɀitsaure, ɀiʋe ɀinhu ɀitȿene kwaɀo; ɀose ɀinoɀigunɀa ɀicaʋa ɀitȿene ʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Uzvitsaure, zvive zvinhu zvitsvene kwazvo; zvose zvinozvigunzva zvichava zvitsvenewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kana mukateketerera kuna Mwari zvinhu izvozvo nomutoo iwoyu zvichava zvinoera kwazvo. Chii zvacho chichagunzvana nazvo chichava chinoera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kana mukateketerera kuna Mwari zvinhu izvozvo nomutoo iwoyu zvichava zvinoera kwazvo. Chii zvacho chichagunzvana nazvo chichava chinoera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Unofanira kuzvitsaura kuti zvigova zvitsvene-tsvene, uye zvose zvichazvigunzva zvichava zvitsvene. See the chapter |