Eksodo 29:39 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuriɓayira maɗekwana. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 Rimwe gwayana unofanira kuribayira mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuribayira madekwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 Imwe unoipira mangwanani, imwewo wozoipira kumanheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Ubayire rimwe chete mangwanani uye nerimwe chete madekwana. See the chapter |