Eksodo 29:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 neɓundu rimŋe reciŋgwa, neciŋgwa cimŋe ciɗuku cinamafuta, neciŋgwa cimŋe citete cinobva muɗeŋgu reɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa, ɀiri pamberi paJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 nebundu rimwe rechingwa, nechingwa chimwe chiduku chinamafuta, nechingwa chimwe chitete chinobva mudengu rezvingwa zvisina kuviriswa, zviri pamberi paJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mutswanda ine zvingwa zvisina mbiriso zvakapirwa kuneni Tenzi, unotora chingwa zvacho chimwechete nechimwe chakabikwa namafuta, nechimwe chakati fatata. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mutswanda ine zvingwa zvisina mbiriso zvakapirwa kuneni Tenzi, unotora chingwa zvacho chimwechete nechimwe chakabikwa namafuta, nechimwe chakati fatata. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kubva padengu rechingwa chakabikwa chisina mbiriso, chiri pamberi paJehovha, utore chimwe chete, nekeke rakavhenganiswa namafuta, uye nechingwa chitete. See the chapter |