Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 29:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ipapo ucekanye gondobge, nokusuka ʋura bgaro, namakumbo aro, uise iɀoɀo pamŋe cete nenhindi dzaro, nomusoro waro.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Ipapo uchekanye gondohwe, nokusuka ura hwaro, namakumbo aro, uise izvozvo pamwechete nenhindi dzaro nomusoro waro.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Unocheka-cheka hondohwe iyoyo, wosuka zvose zvomukati mayo namazondo ayo, woisa izvozvo zvose pamwechete namapandi enyama pamusoro wayo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Unocheka-cheka hondohwe iyoyo, wosuka zvose zvomukati mayo namazondo ayo, woisa izvozvo zvose pamwechete namapandi enyama pamusoro wayo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ucheke gondobwe kuita muzvidimbu zvidimbu uye ugosuka zvomukati, uye makumbo, uchiaisa pamwe chete nomusoro nezvimwe zvidimbu.

See the chapter Copy




Eksodo 29:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements