Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 29:1 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ndico cinhu caunofanira kuʋaitira kuti uʋaite ʋatȿene, ʋandishumire paɓasa roʋuprista: Utore nzombe imŋe ɗuku; namakondobge maʋiri asinemhoȿa,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 “Zvino ndicho chinhu chaunofanira kuvaitira kuti uvaite vatsvene, vandishumire pabasa roupristi: Utore nzombe imwe duku; namakondohwe maviri asina mhosva,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 “Izvi ndizvo zvauchaita kuna Aroni navanakomana vake paunovateketerera kwandiri kuti vandiitire basa roupristi. Unotora handira ichiri duku imwechete nehondohwe mbiri dzisina chinoshoreka padziri,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Izvi ndizvo zvaunofanira kuita kuti uvanatse, kuti vandishumire savaprista: Utore hando duku namakondobwe maviri asina chinongo.

See the chapter Copy

Eksodo 29:1

Follow us:

Advertisements

Advertisements