Eksodo 24:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akatora buku yesuŋgano akaraʋa ʋanhu ʋaciɀinzwa; iʋo ʋakati: Ɀose ɀarebga naJehova ticaɀiita, ticaterera. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Akatora bhuku yesungano, akarava vanhu vachizvinzwa; ivo vakati, “Zvose zvarehwa naJehovha tichazviita, tichateerera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akazotora bhuku rechitenderano akariverenga vanhu vachinzwa. Vanhu vakati, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita, tichava vanhu vanoteerera.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akazotora bhuku rechitenderano akariverenga vanhu vachinzwa. Vanhu vakati, “Zvose zvarehwa naTenzi tichazviita, tichava vanhu vanoteerera.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akatora Bhuku reSungano akariverengera vanhu. Ivo vakati, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha; tichazviteerera.” See the chapter |