Eksodo 23:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ukasoŋgana nenzombe kana mboŋgoro yakarashika yomuʋeŋgi wako, ɀirokwaɀo unofanira kuidzosera kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kana ukasangana nenzombe kana mbongoro yakarasika yomuvengi wako, zvirokwazvo unofanira kuidzosera kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Kana ukaona mombe kana kuti dhongi romuvengi wako rarasika unofanira kuridzorera kwaari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Kana ukaona nzombe yomuvengi wako kana mbongoro yake yarasika, ona kuti waidzosera kwaari. See the chapter |