Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 23:29 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Handiŋgaʋadziŋgi pamberi pako negore rimŋe, kuti nyika irege kuita renje, ɀikara ɀesaŋgo ɀirege kukuwandira.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Handingavadzingi pamberi pako negore rimwe, kuti nyika irege kuita renje, zvikara zvesango zvirege kukuwandira.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Handizovadzinga vose negore rimwechete nokuti kana ndikadaro nyika ingasare isina vanhu, zvikara zvikakuwandirai.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Asi handizovadzingi mugore rimwe chete, nokuti nyika ingazoita sango uye mhuka dzesango dzikakuwandirai.

See the chapter Copy




Eksodo 23:29

Follow us:

Advertisements


Advertisements