Eksodo 23:23 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Nokuti mutumŋa waŋgu ucakutuŋgamirira, akuȿitse kuʋaAmori, naʋaHeti, naʋaPerezi, naʋaKanani, naʋaHivi, naʋaJebusi; ini ndicaʋaparadza. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Nokuti mutumwa wangu achakutungamirira, akusvitse kuvaAmori, navaHeti, navaPerezi, navaKenani, navaHivhi, navaJebhusi; ini ndichavaparadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ndinodaro nokuti mutumwa wangu achakutungamirirai, achikusvitsai kuvaAmori, navaHiti navaPerizi navaKanani navaHivhi navaJebhusi, vandichaparadza. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ndinodaro nokuti mutumwa wangu achakutungamirirai, achikusvitsai kuvaAmori, navaHiti navaPerizi navaKanani navaHivhi navaJebhusi, vandichaparadza. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Mutumwa wangu achakutungamirirai uye achakupinzai munyika yavaAmori, vaHiti, vaPerezi, vaKenani, vaHivhi navaJebhusi, uye ndichavapedza chose. See the chapter |