Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Kana munhu aciŋge apa wokwake mari kana nhumbi kuti aɀiceŋgete, ɀikaɓiwa mumba momunhu uyo, mbava, kana ikawanikwa, inofanira kuripa kaʋiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Kana munhu achinge apa wokwake mari kana nhumbi kuti azvichengete, zvikabiwa mumba momunhu uyo, mbavha, kana ikawanikwa, inofanira kuripa kaviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 “Kana munhu akachengeteswa mari kana kuti zvinhu zvinokosha, zvobva zvabirwa mumba make, kana mbavha ikazozikanwa, ngairipiswe kanopetwa kaviri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 “Kana munhu akachengeteswa mari kana kuti zvinhu zvinokosha, zvobva zvabirwa mumba make, kana mbavha ikazozikanwa, ngairipiswe kanopetwa kaviri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 “Kana munhu akapa muvakidzani wake sirivha kana zvinhu kuti achengete zvichibva zvabiwa kubva mumba momuvakidzani, mbavha yacho, kana ikabatwa, inofanira kuripa zvakapetwa kaviri.

See the chapter Copy




Eksodo 22:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements