Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:6 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana mŋoto ukaɗarikira, ukaɓata minzwa, ukapisa murwi weɀiyo, kana ɀiyo ɀiciri mumunda, kana munda umene, iye wakatuŋgidza mŋoto unofanira kuripa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kana moto ukadarika, ukabata minzwa, ukapisa murwi wezviyo, kana zviyo zvichiri mumunda, kana munda umene, iye akatungidza moto anofanira kuripa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Kana moto ukabatidzwa ukaenderera nomuminzwa kumunda womumwe, ukandopisa mbesa dzake dzakaunganidzwa kana kuti dzimire, munhu anenge atungidza moto iwoyo ngaaripiswe chaizvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Kana moto ukabatidzwa ukaenderera nomuminzwa kumunda womumwe, ukandopisa mbesa dzake dzakaunganidzwa kana kuti dzimire, munhu anenge atungidza moto iwoyo ngaaripiswe chaizvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Kana moto ukapfuta uye ukapararira muzvikwenzi zveminzwa zvokuti unopisa mirwi yezviyo kana zviyo zvimire, kana munda wose, munhu abatidza moto anofanira kudzorera nomuripo.

See the chapter Copy




Eksodo 22:6

Follow us:

Advertisements


Advertisements