Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 22:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Kana munhu akadyisa munda, kana munda wemizambiriŋga, akasundira cipfuwo cake, cikandodya munda womumŋe, unofanira kuripa neɀakaiȿo‐naka ɀomunda wake, neɀakaiȿo‐naka ɀomunda wake wemizambiriŋga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Kana munhu akadyisa munda, kana munda wemizambiringa, akasundira chipfuwo chake, chikandodya munda womumwe, anofanira kuripa sezvakaisvonaka zvomunda wake, nezvakaisvonaka zvomunda wake wemizambiringa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Kana munhu achingunofudza zvipfuwo zvake mumunda wake wembesa kana kuti wemichero, akarega zvipfuwo zvake zvichindodya mumunda womumwe wembesa, ngaaripiswe mbesa nemichero yakanyatsosvika yomumunda make.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Kana munhu achingunofudza zvipfuwo zvake mumunda wake wembesa kana kuti wemichero, akarega zvipfuwo zvake zvichindodya mumunda womumwe wembesa, ngaaripiswe mbesa nemichero yakanyatsosvika yomumunda make.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Kana munhu akafudza zvipfuwo zvake mumunda kana mumunda womuzambiringa uye akarega zvipfuwo zvake zvichidya mumunda womunhu, anofanira kudzorera zvakaisvonaka zvinobva mumunda wake kana mumunda wake womuzambiringa.

See the chapter Copy




Eksodo 22:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements