Eksodo 21:7 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kana munhu akateŋgesa mukunda wake kuti aʋe murandakadzi, iye haafaniri kuɓuɗa saʋaranda ʋarume. See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Kana munhu akatengesa mukunda wake kuti ave murandakadzi, iye haafaniri kubuda savaranda varume. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave muranda, haazosunungurwa muuranda sezvinoitwa munhurume. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave muranda, haazosunungurwa muuranda sezvinoitwa munhurume. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 “Kana munhu akatengesa mwanasikana wake kuti ave murandakadzi, iyeye haafaniri kusunungurwa kuti aende sezvinoita varandarume. See the chapter |