Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 21:5 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi kana iye muranda akati: Ndinoɗa tenzi waŋgu nomukadzi waŋgu naʋana ʋaŋgu, handiɗi kuɓuɗa haŋgu;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi kana iye muranda akati, “Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu”;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Asi muranda akati, ‘Ndinoda tenzi wangu, mukadzi wangu navana vangu asi handisi kuda kusunungurwa,’

See the chapter Copy




Eksodo 21:5

Follow us:

Advertisements


Advertisements