Eksodo 20:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndini Jehova, Mŋari wako, wakakubvisa munyika yeEgipita, muimba yoʋuranda. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Ndini Jehovha, Mwari wako, akakubvisa munyika yeIjipiti, muimba youranda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 achiti, “Ndini Tenzi, Mwari wako ndakakuburitsa kuIjipiti kwawaiva muuranda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 achiti, “Ndini Tenzi, Mwari wako ndakakuburitsa kuIjipiti kwawaiva muuranda. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndini Jehovha Mwari wako, akakubudisa kubva muIjipiti, munyika youranda. See the chapter |