Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 20:18 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Ʋanhu ʋose ʋakaʋona kutinhira, nemheni, nenzwi rehwamanda, negomo rinopfuŋgaira, ɀino ʋanhu ʋakati ʋaciʋona iɀoɀo, ʋakaɗeɗera ʋakamira kure.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Vanhu vose vakaona kutinhira, nemheni, nezwi rehwamanda, negomo rinopfungaira, zvino vanhu vakati vachiona izvozvo, vakadedera vakamira kure.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 VaIsiraeri vose vakanzwa kudhiriridza, nemheni nokurira kwehwamanda. Vakaona utsi huchipwititika mugomo. Vanhu vakati kanha nazvo vakadedera nokutya, vakamirira kure.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vanhu vakati vaona mheni nokutinhira uye vanzwa hwamanda, uye vaona gomo richipfungaira utsi, vakadedera nokutya. Vakagara vari chinhambwe

See the chapter Copy




Eksodo 20:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements