Online Bible

- Advertisements -




Eksodo 20:17 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Usaciʋa imba yowokwako, usaciʋa mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mboŋgoro yake, kana cimŋe cowokwako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Usachiva imba yowokwako, usachiva mukadzi wowokwako, kana muranda wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chimwe chowokwako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Usachive imba yomumwe wako. Usachive mudzimai womumwe, kana munhu anomushandira, murume kana mukadzi, kunyange mombe yake, kana dhongi rake, kana chii zvacho chomumwe wako.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Usachive imba yomumwe wako. Usachive mudzimai womumwe, kana munhu anomushandira, murume kana mukadzi, kunyange mombe yake, kana dhongi rake, kana chii zvacho chomumwe wako.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Usachiva imba yomuvakidzani wako. Usachiva mukadzi womuvakidzani wako, kana murandarume wake, kana murandakadzi wake, kana nzombe yake, kana mbongoro yake, kana chinhu chipi zvacho chomuvakidzani wako.”

See the chapter Copy




Eksodo 20:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements