Eksodo 2:8 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Mukunda waFarao akati kwaari: Enda. Musikana akaenda, akandoɗana mai ʋomŋana. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Mukunda waFarao akati kwaari, “Enda.” Musikana akaenda, akandodana mai vomwana. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mukunda waFarao akati, “Ee, enda zvako.” Musikana uyu akaenda akandodaidza amai chaivo vomwana iyeyo vokumubereka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye mwanasikana waFaro akapindura akati, “Hongu.” Uye musikana akaenda akandotora mai vomwana. See the chapter |