Eksodo 2:4 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hanɀadzi yake ikandomira kure ɀishoma, kuti aziʋe ɀicaitwa naye. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Hanzvadzi yake ikandomira kure zvishoma, kuti azive zvichaitwa naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hanzvadzi yomwana uyu yaimutarisa iri chinhambwe kuti ione chingangoitika kwaari. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hanzvadzi yake yakamira iri chinhambwe kuti ione kuti chii chaizoitika kwaari. See the chapter |