Eksodo 2:20 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kuʋakunda ʋake: Ɀino uripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Muɗanei, adye ɀokudya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Akati kuvakunda vake, “Zvino aripiko? Munhu uyu mamusiyirei? Mudanei, adye zvokudya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona20 Baba vakati kuvana vavo, “Ko zvino munhu wacho ari kupi? Mamusiyireiko? Endai mumudaidze awane chokudya.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akabvunza vanasikana vake akati, “Aripiko? Mamusiyirei? Mudanei, auye azodya.” See the chapter |