Eksodo 2:19 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakati: MuEgipita wakatirwira pamaʋoko aʋafudzi, akaticerera mvura, akanwisa makwai. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Vakati, “MuIjipiti akatirwira pamaoko avafudzi, akaticherera mvura, akanwisa makwai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakapindura vakati, “Tanunurwa nomuIjipita kubva kuvafudzi. Abva aticherera mvura uye akanwisa zvipfuwo.” See the chapter |