Eksodo 2:15 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino Farao wakati anzwa cinhu ico, akatȿaka kuʋuraya Mosesi. Asi Mosesi wakatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidiani, akagara pasi patsime. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Zvino Farao akati anzwa chinhu icho, akatsvaka kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza pamberi paFarao, akandogara kunyika yeMidhiani, akagara pasi patsime. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Farao akazozvinzwa akada kuuraya Mosesi. Asi Mosesi akatiza, akandogara munyika yeMidhiani. Akasvika pakanga paine tsime, ndokugara zvake pasi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Faro akati anzwa izvi, akaedza kuuraya Mozisi, asi Mozisi akatiza Faro akaenda kundogara kuMidhiani, uye akagara patsime. See the chapter |