Eksodo 19:2 - Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋakati ʋabva paRefidimi, ʋakaȿika murenje reSinai, ʋakadzika matente aʋo murenje; ʋaIsraeri ʋakaʋaka’po misasa pamberi pegomo. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Vakati vabva paRefidhimu, vakasvika murenje reSinai, vakadzika matende avo murenje; vaIsiraeri vakavakapo misasa pamberi pegomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 VaIsiraeri vakanga vabva kuRefidhimu vakasvika murenje reSinai vakadzika matendhe avo pakatarisana negomo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 VaIsiraeri vakanga vabva kuRefidhimu vakasvika murenje reSinai vakadzika matendhe avo pakatarisana negomo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Shure kwokusimuka kwavo kubva paRefidhimu, vakapinda muRenje reSinai, uye vaIsraeri vakadzika misasa imomo murenje pamberi pegomo. See the chapter |